top of page
Kukomborerwa nemba itswa.


Kuwandzwa kwezvikomborero zvezviwanikwa



Huchapupu hweku simudzirwa



Kutarisana nemweya wehuranda



Blessed with
a new job



Kukurira mweya wekutadza kufambisa basa



Kutenga motokari
itswa.

Pakapera mwedzi mitanhatu yekutanga yeAl Partnership musi wa30 Chikumi, ndakapinda munzvimbo inotengesa motokari ndisina mari - ndaingo tarisa motokari zvangu sezvo mwanakomana wangu akatanga kushandisa neni motokari yangu. Ndisati ndasvika kumba, vekwaitengeswa motokari kwandakange ndaenda, vakandifonera vachindiudza kuti vaigona kuunza motokari yandinoda kumba kwangu. Vakati ndaigona kusaina kondirakiti yacho pasina kubhadhara mari!
~ Verona Oconner AL Partner


bottom of page