Kuva AL Partner kuzvipira kupa mari kwemwedzi mitanhatu,
wakamira nemuranda waMwari, nekutsigira ushumiri
mukuvaka Humambo hwaMwari.

Mabato
AL Partnership inokupa mukana wekusarudza kubva mumhando dzakasiyana dzezvikamu.
Unokwanisa kusarudza chimwe chikamu pakutanga kwemubatanidzwa. Pane mukana wekusimudzira kana kudzikisira chipo chako. Izvo inokwanisa kuzviita pakutanga kwemwaka mutsva wekudyidzana, kana kuti pakati payo.

$250- $1250
pamwedzi,
kwemwedzi
mitanhatu



$1250- $2450
pamwedzi,
kwemwedzi
mitanhatu
$2500- $4950
pamwedzi,
kwemwedzi
mitanhatu
$5000- $30 000
pamwedzi,
kwemwedzi
mitanhatu

$50 000- $55 000
pamwedzi,
kwemwedzi
mitanhatu
Mitemo ne mirawo
AL Partnership
1. AL Partnership mudyidzano pakupa mari pakati pemudyari muHumambo hwa Mwari, naMufundisi Alph Lukau, pakuvaka Humambo hwa Mwari, nekuparidzira Vhangeri.
2. Pa AL Partnership, unozvipira kwemwedzi mitanhatu.
3. AL Partnership yekutanga yemwedzi mitanhatu, ichasvika kumagumo kana mwedzi yacho yakwana.
4. Kudyidzana kwacho kunotenderera kutanga na Ndira kusvikira muna Chikumi (I-VI), yozotangazve muna Chikunguru kusvika muna Zvita (VII-XII).
5. Unogona kupindira AL Partners pakati, chero nguva yegore yaunoda, kunyangwe pakati penguva yekudyidzana.
6. Vese ma AL Partners varizvino vachazenge vachipihwa rumwe ruziviso ruchatumirwa nepama email nepa Whatsup.
Kubhadhara
1. Kune mapoka akasiyana-siyana ekubhadhara. Unokwanisa kusarudza, kubva (Siriva, Ndarama, Ngoda, Pulatinamu, ne Vapi veMadzimambo).
2. Mari ye AL Partnership inobhadharwa nenzira dzakasiyana:
- nekuendesa mari yako kuhofisi yeAMI
- neku nyoresa pabepa re AL Partnership
- nekuva nemari yaunorongesa kuti ibude mubhangi rako mwedzi nemwedzi (ndapota isai "AL Partnership" sezita rekutamisa)
3. Kana muchishandisa Intaneti kubhadhara, ticha kuzivisai kuti mari yenyu taitambira, ne email yatichakutumirai. Ndinokuzivisaiwo kuti zvisimbiso izvi zvinotumirwa panguva yebasa (Muvhuro-Chishanu).
4. Pasinei, munokwanisa kuderedza kana kukwidzira chitenderano chenyu chekubatana kwako chero nguva yekupedza ndima yacho isati yapera. Kuti uchinje nhanho yemubatanidzwa wako, ndapota tumira email ku alpartners@alleluiaministries.com.
Kushandiswa kwezvipo zvemari
Mufundisi Alph Lukau, somutariri, vane kodzero yokusarudza kuti mari yamunopa, icha shandiswa sei pakuvakisa Humambo hwaMwari.
Zviitiko zve AL Partners
1. Mitambo yezvidyidzano inonzi ma Gala, nezvimwe zviitiko, zvinopa mukana wekusangana kwevebato re AL Partners.
2. Midyidzano yeGala, nemimwe misangano, ichange ichiitwa kupera kwemwedzi mitanhatu yega yega ye AL Partnership.
"
Tiburai Gehena
kuti tizadze Denga
Alph Lukau