top of page

Chikunguru 2024
Tinodawo kukoka Vese AL Partners vakabatsira mundima kubva muna Chikunguru kusvika Zvita. (Ndira - Chikumi), kuuya kumusangano wekupemberera nekutenda muhukuru hwaMwari, naPastor Alph Lukau.
Tinoda kutsigirisa kuti musangano uyu ndewema AL Partners endima iyoyi chete tapota.

bottom of page